Joyous Celebration Na Ma Ta lyrics

A dream was born between three friends more than 20 years ago in KZN, today this dream stands as a colossal monument across the music industry in South Africa. Jabu Hlongwane, Lindelani Mkhize and Mth...

About Na Ma Ta

Edit
Nothing yet. Write something here.

Joyous Celebration Na Ma Ta Lyrics

Correct lyrics, earn points
[Joyous Celebration - Na Ma Ta lyrics]
(Iwe satani) Hayi
(Tinouya) Hayi
(Kwauri) Hayi
(Nomunondo)
(Weshoko) Hayi
(Tichiti) Hayi
(Hauna simba) Hayi
(Kuvakomana) Hayi
(Nevasikana) Hayi
(Vakatengwa) Hayi
(Neropa) Hayi
(RaJesu) Hayi
(Viva Jesu) Viva x 4
(Naye Jesu) Naye x 4
Tose Dzvamu Nevhangeri
Haiwaiwa tose dzvamu
Iyo nguva
Nguva yatoperawo
Namata
Namata Mwari wako iwe
Namata (x5)
Namata Mwari wako iwe
(This is)
This is your time
(To praise)
To praise the Lord
Namata
Namata Mwari wako iwe
(This is)
This is your time
(To praise)
To praise the Lord
Namata
Namata Mwari wako iwe
Namata (x5)
Namata Mwari wako iwe
Iyo nguva
Nguva yatoperawo
Shumira
Shumira Mwari wako iwe
Shumira (x5)
Shumira Mwari wako iwe
Iyo nguva
Nguva yatoperawo
Farira
Farira Mwari wako iwe
Farira
Farira
Farira
Farira
Farira
Farira Mwari wako iwe
Fara fara fara
Fara
Farira Jesu iwe
Fara - rejoice
Tamba tamba tamba
Tamba
Tambira Jesu iwe
Tamba - dance
Makomborero
edu onai
Takapiwa veduwe! makomborero
Makomborero onayi makomborero
Takapiwa makomborero
Naivo baba
Pane zvose zvataichema

Joyous Celebration Na Ma Ta lyrics
Share Joyous Celebration Na Ma Ta lyrics

What do you think about this song?

Hint: Nig_r_a